Mvura

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Water droplet blue bg05.jpg

Mvura (water) mutuvi usina rairo neruvara. Mvura inogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Mvura dzvene (pure water) inova iyo chinhu chinodikanwa kuti chivepo kuti pave neupenyu somuziviro watinouita. Mvura iri tii paRinopasi. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa. Mvura inowanikwa munzvimbo nemhando dzakasiyana-siyana: kunyanya mumakungwa.

Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti ararame nguva yakadai asina mvura.