United Kingdom

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
United Kingdom of Great Britain and Northern Ireland
Flag of the United Kingdom.svg Royal Coat of Arms of the United Kingdom.svg
National motto: Dieu et mon droit
Location UK EU Europe.png

United Kingdom (muchiShona: Bhuriteni) inyika iri kumadokero kweEurope uko kunobva vanhu vanotaura Chirungu, kunova ndiko kwakabva madzitateguru vevanhu vanogara kunyika dzinoti USA, Australia, neCanada.

Guta guru reBhuriteni iLondon.

Inosi zivikanwa nezita rekuti Bhuriteni kana UK. Nyika iyi inosanganisira matunhu anoti Scotland, Wales, Ireland yekumaodzanyemba neEngland. Nyika iyi yakavambwa nezvitsuwa zveGreat Britain, maodzanyemba-mabvazuva echitsuwa cheIreland netumwewo tutsuwa twakawanda. Dunhu remaodzanyemba Ireland ndiro rega dunhu reUK rinemuganhu panyika neimwe nyika - nyika yeIreland. Kunze kwamuganhu panyika uyu, nyika yeUK yakapoteredzwa nemakungwa anoti gungwa Atlantic, North Sea, English Channel neIrish Sea.

Nyika iyi ina mambokadzi anonzi Queen Elizabeth anova mutungamiri wenyika.