Turkey (muChiTurkish: Türkiye) inyika iri panosangana Europe neAsia.
Guta guru racho iAnkara.
Nyika iyi ine miganhu neGreece, Bulgaria, Georgia, Armenia, Iran, Iraq, Azerbaijan neSyria.