China inyika iri kumabvazuva kweAsia. Iyi ndiyo nyika ine vanhu vakawanda zvakanyanya Pasirose. Mugore ra2012 huwandu hwevanhu muChina hunosvika 1.3 billion.