Madzinde

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Diversity of plants image version 5.png

Dzinde (stalk of plant or the plant itself) zvinoreva zvinhu zvinosimwa kana kuti zvinomera muvhu. Iri ndiro zita raonekwa rakafanira kutsanangudza zvizhinji zvinonzi "plants" kuEnglish.

Madzinde anosanganisira: muti; huswa; muriwo; muchero etc.

Kutumbuka (to blossom) zvinoreva kuburitsa maruva, mwonzora kana muchekechera.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Pakaitwa hura nomwe padzinde rimwe chete: there were seven ears on one stalk.
  • Ko dzinde iri rinonzi chii zita raro?
  • Akadyara madzinde makumi maviri embatatisi.