Germany

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Germany
Bundesrepublik Deutschland (ChiGerman)
Flag of Germany.svg Coat of arms of Germany.svg
Rwiyo: Deutschlandlied
EU-Germany.svg


Germany inyika iri kumadokero kweEurope. Nyika iyi ine hugari hwevanhu mamiriyoni 80.3, uye ndiyo nyika ine vanhu vazhinjisa kana kuchitariswa mubatanidzwa weEurope.